Programmu Chtobi Sdelatj Chertezh Kuhni

суббота 05 январяadmin

Kutadza kubuda mumukadzi Pane nyaya inotyisa vanhu vakawanda yokuti murume anokwanisa kuti ari mukati memukadzi otadza kubuda orambiramo chero zvikadii otadza kubuda. Vamwe vanotaura nyaya iyi kutyisidzira varume vanoita zvechihure nevakadzi vevanhu.

Zvinonzi kana wavata nomukadzi wemunhu zvinokwanisika kuti mapedza unotadza kubvisa chombo mumukadzi. Kana tichida kutaura chokwadi nyaya yokurambira mumukadzi inoitika munyika dzese asi kuitika kwayo kushomashoma. Inyaya inoitika zvishoma zvokuti vanhu vakazvihwa vanotoseka kuita sokuti chinhu chinosetsa. Vamwe vasina njere vanomhanyira kufunga kuti paita mishonga uye chihure.

Nov 15, 2017 - Built with Readymag—a tool to design anything on the web.

Pane zvinhu zvakawanda zvinoitika muZimbabwe zvinohi ndezvemishonga. Chinozonetsa ndechokuti zvikaitika kune dzimwe nyika tobva tasha kuti mishonga yedu yakasvika sei kunyika idzi. Kutadza kubuda mumukadzi kunoitika kwese kwese saka zvoreva kuti mishonga hapana. Pane chimwe chiri kuitisa. Zvinonzi kune vakadzi vane chigwere chokutadza kupindwa nechombo. Murume anoti amira chombo ozama kupinza asi chitubu chinoramba kuvhurika zvokuti haapindi. Hakuna anonyatsoziva kuti zvinoitiswa nei asi kune vakadzi vakawanda vanazvo munyika dzakawanda.

Katalog zapchastej gazelj 32213 We are able to meet any design requirements since we specialize in high quality authentic historic Moroccan tiles, Moroccan zellij or zellige, Spanish tiles, Andalusian tiles, Moorish tiles, and Portuguese tiles. We have extensive experience in making all types of real handmade authentic Moroccan tiles, or Moroccan zellij, including mosaics, hand painted tile, terracotta, zellij or zellige, cement tiles, hand chiseled tile, and more.

Kozotizve nyaya yokuti kana dzimwe nguva muchirhojana mumba unokwanisa kuita CRAMP inotogwadza chaizvo. Inokwanisika kuita mugumbo kana muchiuno. Zvinonzi izvo kana zvikaitika kuti unoita CRAMP murume ari mukati, CRAMP yacho yoitika pamasuro yemuchitubu chitubu chinokwanisa kushinya chombo zvokuti murume haabudi kusvika CRAMP iya yapera. Zvinogwadza mese panguva yamunenge makabatana kudaro. Mushonga wacho kubaya jekiseni tokurerusa muviri.

Zvadaro CRAMP iya inopera murume okwanisa kubuda. Kune vaya vakadzi vane chigwere chokusagona kupinzwa, Kwahi dzimwe nguva murume anokwanisa kupinda asi avamo chigwere chiya chotangazve. Chitubu chinoita SPASM chobata chombo zvokuti murume anotadza kubuda. Kana zvaitiswa neSPASM hazvinyanyi kugwadza asi murume haabudi kusvika SPASM iya yapera. Mushonga wacho kubaiwa jekiseni rokurerusa muviri.

Pamwe makadaro mukatanga kuita henyu nyaya makamirira munopedzisira murume akwanisa kubuda zvichibva pakuti mukadzi arerusa muviri. Koitazve vamwe vakadzi vanoita ma CONTRACTIONS akaita seekuda kuzvara mwana asi achiitiswa nokunakigwa kwemukadzi. Kana ari makuru anokwanisa kuti murume arimo otadza kubuda kwekanguva. Zvinonzi kune vakadzi vakawanda vanoita izvi. Kana zvaitika hazvigwadzi asi kungoti chitubu chinoshinya chombo zvokuti ropa riya rakazara muchombo kuti chimire haridzokeri kwarabva saka chinoramba chakamira, kusvika maCONTRACTIONS ese aya azopera.

Ndizvo chete zvinoitika panyaya iyi. Hapana mushonga.

Hapana uroyi. Hapana masaramusi. Zvinoitiswa nokuti mukadzi aita CRAMP kana SPASM, kana CONTRACTION. Mumasuro yechitubu.

Programmu Chtobi Sdelatj Chertezh Kuhni

Izvi zvinoreva kuti zvinokwanisa kuitika mumba menyu pakati pemukadzi nomurume vakaroorana. Zvinotoitika munyika zhinji asi kuitika kwazvo kushoma. Dai pane mishonga dai zvichiitika mazuva ese nokuti vanhu vakawanda muZimbabwe vanohura. Zvinogwadza asi kana musingadi kusvodeswa, zamai kutaurirana zvinoderedza kutya kwenyu kusvika mukadzi arerusa muviri.

Adaro murume anokwanisa kubvisa chombomumukadzi.Kutya kuya kunenge kwabvisa kumira kwechombo futi. Hakuna zvokuti zvinoitika zvoramba zvakadaro mazuva maviri senhema dzamunohwa vanhu vachitaura. Zvinokwanisa kuita awa yese hazvo asi kana mukadzi akarerusa muviri zvinopera. Udzai Vamwe!!!! 1 Unokwanisa kuziva kuti musikana imhandara asina kukuudza.Hazviiti. Anokwanisa kukurongera nhema ukaita upenyu hwako hwese usingazivi kuti akakuudza nhema.

2 Kuzvibatsira (Jayamaoko/Mhandaramaoko) kunokonzeresa kusaita mwana.Idzi inhema chaidzo. Kuzvibatsira kunoitisa kuti uzive mashandire emuviri wako.

3 Kune mushonga wekukudza chombo. Hakuna zvachose. Nyika dzese dziri kutsvaka mushonga uyu asi hauko kwese. 4 Kune mushonga wekusunga mukadzi kuti asapindwa nechombo chisiri chako kana kusunga murume kuti asamira chombo noumwe mukadzi.Hakuna zvakadaro zvachose.